Magwaro Matsvene
Dzidziso neZvibvumirano 120


Chikamu 120

Zvakazarurwa zvakapihwa kuburikidza naJoseph Smith Muporofita, paFar West, Missouri, 8 Chikunguru 1838, zvichizivisa mashandisirwo yemidziyo yakange yapihwa sechegumi sekutaura kwazvakaitwa muzvakazarurwa zvichangotaurwa nezvazvo muchikamu 119 (History of the Church, 3:44).

1 Zvirokwazvo, vanodaro Ishe, nguva yasvika zvino, kuti azvichatengeswa nedare, rine Hutungamiri Hwekutanga hweChechi yangu, uye nerabhishopi nedare rake, uye nedare rangu repamusoro; uye nezwi rangu kwavari, vanodaro Ishe. Kunyangwe saizvozvo. Ameni.

      • NEMAMWE MAZWI chegumi.