2013
Nzira dzoKununura
Gumiguru 2013


Vana

Nzira dzoKununura

Mutungamiri Thomas S. Monson vanodzidzisa kuti tinofanira kunanavira kuna vamwe, kusanganisira vakwegura, shirikadzi netsvimborume, varwere, vasisina kusimba muchechi, uye avo vanoda rumwe rubatsiro. Funga pamusoro pevanhu vaunoziva vangangoda rumwe rubatsiro.

Nyora pasi kana kutara mifananidzo yemazano enzira dzaunokwanisa kubatsira nadzo vamwe vevanhu ava. Ungangokumbira vabereki vako kukubatsira kufunga nezve mazano acho zvino wosarudza rimwechete rokuedza vhiki rino.