2014
Wakagadzirira Here?
Gunyana 2014


Vana

Wakagadzirira Here?

Mhinduro: Chokwadi, Chokwadi, Nhema, Chokwadi, Nhema

Mutungamiri Monson vakakumbira mumwe nemumwe wedu kuti agadzirire nguva dzamatambudziko uye kubatsira vamwe munguva dzavo dzamatambudziko. Tora bvunzo iyi yechokwadi-kana-nhema kuti uone kana wakagadzirira!

Ndinokwanisa nguva dzose kuwana mumwe munhu wokubatsira. Chokwadi □ Nhema □

Ndinokwanisa kutenda nazvose zvandinotova nazvo. Chokwadi □ Nhema □

Handina zvipo zvokugoverana nemumwe munhu. Chokwadi □ Nhema □

Kuchengetedza mari inozoshandiswa muneramagwana izano rakanaka. Chokwadi □ Nhema □

Ndinofanira kuva nematoyi matsva nembatya itsva kuti ndifare. Chokwadi □ Nhema □