2017
Rudo ruZhinji
Gumiguru 2017


Vana

Rudo ruZhinji

Apo patinoverenga magwaro matsvene kana kunamata, tinokwanisa kunzwa madirwo atinoitwa naBaba Vekudenga naJesu. Tara mwoyo midiki mukati meumwe mwoyo wakati kurei. Isa ruvara mumwoyo nguva yega yega yaunonamata kana kuverenga magwaro matsvene ako. Chii chimwe chaungakwanisa kuita kuti unzwe kuvapadyo naBaba Vekudenga naJesu?