2021
Vashumiri Vakagovera Vhangeri
Kubvumbi 2021


“Vashumiri Vakagovera Vhangeri,” Friend (Shamwari), Kubvumbi 2021

Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Kubvumbi 2021

Vashumiri Vakagovera Vhangeri

Mufananidzo
vashumiri vaviri vesenjuri yechigumi nepfumbamwe

Mifananidzo naApryl Stott

Mushure mokudhindwa kweBhuku raMormoni, Mwari vakadaidza vashumiri kuti vaende uye vanodzidzisa vamwe vanhu vakawanda pamusoro paro.

Mufananidzo
Samuel Smith achitsveta makopi eBhuku raMormoni

Mununʼuna waJoseph Smith, Samuel, akatakura bhegi rakazara namakopi eBhuku raMormoni okunogovera. Vanhu vakaungana kumunzwa achidzidzisa.

Mufananidzo
mushumiri wesenjuri yechigumi nepfumbamwe achidzidzisa muzvitsuwa zvePacific.

Vamwe vashumiri vakadzidzisa vanhu muEurope. Vamwe vakadzidzisa vanhu avo vaigara pazvitsuwa.

Mufananidzo
vashumiri vechisikana vesenjuri yechigumi nepfumbamwe vari muEngland

Pashure, vashumiri vechisikana vapamutemo vokutanga vakadaidzwa kuti vashandire muEngland.

Mufananidzo
vana vari padandaro, vachiverenga Bhuku raMormoni

Ndinokwanisa kuva mushumiriwo. Ndinokwanisa kugoverana navamwe Bhuku raMomoni.

Peji Yokuisa Ruvara

Ndinokwanisa Kugovera Vhangeri

Mufananidzo
vana vaine mifananidzo yaJesu

Unokwanisa kutaurira vamwe sei pamusoro paJesu Kristu?