2021
Chechi Pasi Rose
Zvita 2021


“Chechi Pasi Rose” Zverusimbiso rweVechidiki, Kubvumbi 2022.

Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Zvita 2021

Chechi Pasi Rose

Mufananidzo
vana vaparuri

Mifananidzo naApryl Stott

Ishe vakataurira nhengo dzeChechi kuti dzitamire kuresa. Vamwe vakatyaira ngoro dzakafukidzwa. Vamwe vakadhonza ngoro dzamaoko.

Mufananidzo
vana vachibatsira pakuvakwa kweTemberi yeSalt Lake

Vakaenda kunzvimbo itsva kunogara. Vakavaka dzimba nemaguta. Vakavaka matemberi matsva.

Mufananidzo
vashumiri vekutanga vachibhabhatidza murwizi

Vashumiri vakaenda kunyika dzakawanda. Vakadzidzisa vamwe pamusoro paJesu Kristu. Vanhu vakawanda vakabhabhatidzwa. Chechi yakakura.

Mufananidzo
girobhu
Mufananidzo
chifananidzo changirozi Moronai

Nhasi, nhengo dzeChechi dzinogara napasi rose. Kune matemberi munyika dzakawanda.

Mufananidzo
vana

Zvisinei nekwatinogara, Jesu anotida. Ndinoziva kuti Anondida!

Peji Yokuisa Ruvara

Jesu Anotida Tose

Mufananidzo
Jesu Kristu nevana

Dzvanya pamufananidzo kuti udhaunirodhe.

Mufananidzo naApryl Stott

Unonzwa sei rudo rwaJesu?