Zvibatsiro Zvekudzidza
Jerero reNhungamiro kuBhaibheri Dzvene


Jerero reNhungamiro kuBhaibheri Dzvene

Bhaibheri rakakamurwa kuita zvikamu zviviri: Testamente Yakare uye Testamente Itsva. Testamente Yakare irondedzero inoera yokushanda kwaMwari navanhu vechibvumirano Vavo muNyika Tsvene. Inosanganisira dzidziso dzavaporofita vakaita saMosesi, Joshua, Isaya, Jeremia, naDanieri. Testamente Itsva inorondedzera kuzvarwa, hushumiri hwapanyika, Rudzikinuro, noKumuka Kuvakafa zvoMuponesi. Inopedzisira nehushumiri hwavaApositora veMuponesi.

Nhungamiro ino inopa jerero dzeBhaibheri dzinobatsira idzo dzakaunganidzwa pasi pemisoro yenyaya inotevera:

  • Musoro weHumwari

  • Misoro yeNyaya yeVhangeri

  • Vanhu

  • Nzvimbo

  • Zviitiko

Kuti uwane zvimwe zvibatsiro zvekunzvera, ona Nhungamiro kuMagwaro Matsvene, yakashambadzwa pamwepo neBhuku raMormoni, Dzidziso neZvibvimirano, uye Dombo reMutengo Mukuru.

Musoro weHumwari

Misoro yeNyaya yeVhangeri

Vanhu

Nzvimbo

Onawo mamepu uye mifananidzo inotevera nhungamiro yejerero reBhaibheri ino

Zviitiko