Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ⅰ Petro 4


DJS, Ⅰ Petro 4:6 (enzanisa Ⅰ Petro 4:6)

(Vhangeri rinoparidzwa kune avo vakafa.)

6 Nokuda kweizvi, vhangeri rinoparidzwa kwavari avo vakafa, kuti vagotongwa maererano nekutongwa kwevanhu munyama, asi vachirarama mumweya maerereno nekuda kwaMwari.

DJS, Ⅰ Petro 4:8 (enzanisa Ⅰ Petro 4:8)

(Rudo rwakadzama rwunotidzivirira kubva mukutadza.)

8 Kuzvinhu zvose ivai nerudo rwakadzama zvikuru mukati menyu; nokuti rudo rwakadzama rwunodzivirira mhomho yezvitadzo.