Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Mabasa aVaapositori 9


DJS, Mabasa aVaapositori 9:7 (enzanisa Mabasa aVaapositori 9:7; 22:9)

(Avo vakanga vaina Pauro pakutendeuka kwake vakaona chiedza, asi havana kunzwa izwi kana kuona Ishe.)

7 Uye avo vakanga vari parwendo naye vakaona zvechokwadi chiedza uye vakatya; asi havana kunzwa izwi reuyo akataura naye.