Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Mateo 16


DJS, Mateo 16:25–26 (enzanisa Mateo 16:24)

(Zvinoreva mazwi “Kutora muchinjikwa waJesu” kuramba zvisiri zvehumwari.)

25 Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, Kana munhu zvake akauya kwandiri, regai azvirambe, uye atore muchinjikwa wake uye anditevere.

26 Uye zvino kuti munhu atore muchinjikwa wake, kuzvirambidza iye pachake zvose zvisiri zvehumwari, neruchiva rwose rwezvenyika, uye nokuchengeta mirairo yangu.