2012
Gadzirira kuGovera
Gunyana 2012


Vana

Gadzirira kuGovera

Mutungamiri Eyring vanoti nzira yakakosha yokugadzirira nayo kugovera vhangeri ndeyokuzadza pfungwa dzedu nezvokwadi zvevhangeri. Ndezvipi zvimwe zvinhu zvaungaita kugadzirira kugovera?