Riahona
Muamato Chii?
Kubvumbi 2024


“Munamato Chii?” Friend (Shamwari), Kubvumbi 2024, 46–47.

Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Kubvumbi 2024

Muamato Chii?

Mufananidzo
Musikana achinamata padivi pemubhedha

Mifananidzo naApryl Stott

Munamato kutaura kwatinoita naBaba Vokudenga.

Mufananidzo
Mukomana achinamata panzvimbo yokutambira

Tinokwanisa kunamata panguva ipi zvayo, kupi zvako. Baba Vokudenga vanozotinzwa nguva dzose.

Mufananidzo
Mukomana achinamata muPuraimari

Tinoshandisa mashoko anoratidza rudo neruremekedzo apo patinonamata.

Mufananidzo
Mukomana achinamata nemhuri

Tinotenda Baba Vokudenga nemaropafadzo edu. Uye tinokwanisa kuVakumbira rubatsiro.

Mufananidzo
Musikana achinamata pamubhedha

Ndinokwanisa kunzwa rudo rwaBaba Vokudenga panguva imwe neimwe yandinonamata!

Peji Yekuisa Ruvara

Ndinokwanisa Kunamata kuna Baba Vokudenga

Mufananidzo
alt text here

Mufananidzo naAdam Koford

Chii chaunonamata pamusoro pezvacho?