Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Eksodo 4


DJS, Eksodo 4:21 (enzanisa Eksodo 4:21; 7:3, 13; 9:12; 10:1, 20, 27; 11:10; 14:4, 8, 17; Deuteronomio 2:30)

(Ishe havaziye akakonzera kuoma kwemwoyo waFarao. Onawo DJS, Eksodo 7:3, 13; 9:12; 10:1, 20, 27; 11:10; 14:4, 8, 17; chose chaturwa, kana chakadudzirwa nemazvo, zvinoratidza kuti Farao akaomesa mwoyo wake iye pachake.)

21 Uye Ishe vakati kuna Mosesi, Kana wavakuenda uchidzokera kuEgipita, ona kuti waita zvose zvishamiso pamberi paFarao izvo zvandaisa muruoko rwako, uye ndichakuita kuti ubudirire; asi Farao achaomesa mwoyo wake, uye haazobvumira kuti vanhu vaende.