2013
Iva Muparuri
Chikunguru 2013


Vana

Iva Muparuri

Mutungamiri Monson vanoti muparuri munhu anoratidza nzira yekuti vamwe vatevere. Chii chaungaita kuti umiririre izvo zvakanaka uye kuti uve muparuri wevamwe munzvimbo mako maunogara nemumhuri mako? Nyora mhinduro dzako uye dzigoverane nemhuri yako.