2013
Govera Uchapupu Hwako
Zvita 2013


Vana

Govera Uchapupu Hwako

Unokwanisa kugovera chipo chevhangeri Kisimusi ino nekupa shamwari kana muvakidzani Bhuku raMormoni rakanyorwa uchapupu hwako mukati. Tevera nhano idzi kuti urigadzirire:

  1. Pachidimbu chebepa, yera rekitengura ingaita mainjizi 4½ x 6½ (11½ x 16½ cm) uye ita kuti munhu mukuru akubatsire kucheka shepu iyoyo.

  2. Isa mufananidzo wako—wekudhirowa kana foto—pamusoro pepeji.

  3. Nyora uchapupu hwako pasi pemufananidzo wako.

  4. Ita kuti munhu mukuru akubatsire kunamira bepa racho mukati mekavha yeBhuku raMormoni.