2017
Nguva Dzakanaka neNguva Dzakaipa dzeUpenyu
Nyamavhuvhu 2017


Vana

Nguva dzeKufara nedzeKusuwa

Mamwe mazuva, anenguva dzisiri nguva dzine mufaro. Uye izvi hazvina kuipa. Jesu anokwanisa kukubatsira kudzikunda.

Tara mufanidzo une chiso chakasuwarara. Jesu angakubatsira sei apo paunenge wakasuwa? Zvino chitara chiso chine kunyemwerera. Jesu angakubatsira sei kuti uve unofara?