2023
Chishamiso chaTabita
Gunyana 2023


“Chishamiso chaTabita,” Friend (Shamwari), Gunyana 2023, 46–47.

Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Gunyana 2023

Chishamiso chaTabita

Mufananidzo
Alt text

Mifananidzo naApryl Stott

Tabita aiva muteveri waJesu Kristu. Aisona mbatya nemajazi uye aiitira vamwe zvinhu zvetsitsi zvakawanda.

Mufananidzo
Alt text

Asi zvino Tabita akarwara uye akafa. Vanhu vakawanda vakasuwa.

Mufananidzo
Alt text

Muporofita, Petro, akaenda kuna Tabita. Akamumutsa kubva kuvakafa nesimba iro Jesu Kristu raakamupa.

Mufananidzo
Alt text

Tabita akava mupenyu zvakare! Aiva okwanisa kusona nokushandira zvakarewo. Chaiva chishamiso.

Peji Yekuisa Ruvara

Ndinokwanisa Kushandira Vamwe

Mufananidzo
alt text

Mufananidzo naApryl Stott

Ndinokwanisa kuda saJesu Kristu nokushandira vamwe.