Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Zvakazarurwa 2


DJS, Zvakazarurwa 2:22 (enzanisa Zvakazarurwa 2:22)

(Vakaipa vachakandwa mugehena.)

22 Tarisai, ndichamukanda mugehena, neavo vanopomba naye mukutambudzika kukuru, kunze kwekunge vatendeuka kubva kuzviito zvavo.