2014
Tsvaga Nzira dzeKushandira
Kurume 2014


Vana

Tsvaga Nzira dzeKushandira

Unokwanisa kusarudza kutevera Jesu Kristu nekushandira vamwe. Tara mufananidzo wako iwe pachako uchishandira nhengo yemhuri kana shamwari uye woisa mufananidzo wako uyu paunokwanisa kukuyeuchidza kuva netsitsi zuva rega rega.