2017
Pfeka Dziviriro Yako
Kurume 2017


Vana

Pfeka Dziviriro Yako

Munyika nhasi mune zvinhu zvakaipa zvakawanda zvikuru. Vhangeri rakaita senhovo inotidzivirira. Verenga zvinhu gumi zvatinotaurirwa neMutungamiri Eyring kuti tiite kuti tizvidzivirire. Zvino tara nekuisa ruvara panhovo yako pachako!

  1. Chengeta zuva reSabata riri dzvene

  2. Kudza hupirisita

  3. Ita uye uchengete zvibvumirano

  4. Shanda panhoroondo yemhuri

  5. Enda kutemberi

  6. Tendeuka

  7. Namata

  8. Shandira vamwe

  9. Govera uchapupu hwako

  10. Verenga magwaro matsvene