2018
Ivai Makagadzirira Musangano!
Kurume 2018


Vana

Ivai Makagadzirira Musangano!

Nyora femero idzi pabepa. Chengeta bepa iroro unaro panguva yemusangano kuitira kuti ugonyora zvauchadzidza.

  • Nyora pasi mibvunzo yako. Ndiri kushama nezve …

  • Namata kuna Baba Vekudenga. Ndinoda rubatsiro mukudzidza nezve …

  • Teerera kumusangano mukuru. Ndadzidza …