Zvibatsiro Zvekudzidza
Mamepu Anezvekuita neBhaibheri


Mamepu Anezvekuita neBhaibheri

Mamempu anotevera aripo pakubatsira mukudzidza magwaro matsvene uye akagadzirirwa kuti asumudzire magwaro ekudzidzisa akaiswawo muzvidzidzo zveSangano zvekuraidzisa.

Zvakapaurwa pamepu iripamusoro zvinonongedza zvinofanirwa kunyatsotarisiswa mumamepu akanyorwa manhamba anotevera acho. Mamepu aya akaumbwa nezvematunhu makuru uyezve achitarisawo zvishomanana nezvemamiriro enzvimbo.

Mepu 1

Mepu yeChimiro cheNzvimbo Tsvene

Mepu 2

Rwendo rweMaisraeri Kubva muEgipita Nekupinda muKanani

Mepu 3

Kupatsanurwa kweMadzinza 12

Mepu 4

Hutongi hwaDavidi naSoromoni

Mepu 5

Hutongi hweAsiria

Mepu 6

Hutongi hweBabironi Itsva (Nebukadnezari) neUmambo hweEgipita

Mepu 7

Hutongi hwePersia

Mepu 8

Hutongi hweRoma

Mepu 9

Nyika yeTestamente Yakare

Mepu 10

Kanani Munguva yeTestamente Yakare

Mepu 11

Nzvimbo Tsvene Munguva yeTestamente Itsva

Mepu 12

Jerusarema Panguva YaJesu

Mepu 13

Nzendo Dzehushumiri Dzemuapositori Pauro

Mepu 14

Kukwirira kweNzvimbo Tsvene Munguva dzeBhaibheri