Zvibatsiro Zvekudzidza
Zodza


Zodza

Munguva dzekare, vaporofita valshe vaizodza nemafuta avo vainge vachizoita mabasa anokosha, sezvakaita Aroni kana vapirisiti kana madzimambo vaizotonga Israeri. MuChechi nhasi uno, kuzodza kudonhedzera donwe kana maviri emafuta akanamatirwa pamusoro pemunhu sechikamu cheropafadzo rinokosha. Izvi zvinogona kuitwa chete pasi pemvumo nesimba reHupirisita hwaMerkizedeki. Mushure mekuzodza, munhu anenge achishanda nemvumo yehupirisita ihwohwo angazarire kuzodza opa chikomborero chinokosha opa kune azodzwa.