Zvibatsiro Zvekudzidza
Mabhuku evhangeri


Mabhuku evhangeri

Zvinyorwa kana uchapupu huri pamusoro peupenyu hwaJesu pasi pano nezvakaitika zviri maererano nemharidzo yake zviri mumabhuku mana ekutanga eTestamente Itsva. Zvakanyorwa naMateo, Marko, Ruka, naJohane, zvinyorwa zvinopupura nezveupenyu hwaKristu. Bhuku ra3 Nifai riri muBhuku raMormoni rakafanana mune nzira dzakawanda neMavhangeri mana aya eTestamente Itsva.

Mabhuku eTestamente Itsva kutanga akanyorwa nechi Giriki. Shoko rechiGiriki vhangeri rinoreva “nhau dzakanaka.” Nhau dzakanaka ndedzekuti Jesu Kristu akaita rudzikinuro rwuchanunura rudzi rwose rwemunhu kubva kurufu rwugopa mubairo kumunhu ega-ega maererano nemabasa ake (Joh. 3:16; VaR. 5:10–11; 2 Ni. 9:26; Aru. 34:9; D&Z 76:69).

Kuwirirana kweMavhangeri

Zvidzidziso zveMuponesi muna Mateo, Marko, Ruka, naJohane zvinogona kuenzaniswa pachazvo uye nezvakazarurwa zvemazuva ekupedzisira munzira iyi:

Kuwirirana kweMavhangeri

Chiitiko

Mateo

Marko

Ruka

Johane

Zvakazarurwa zvamazuva ekupedzisira

Madziteteguru aJesu

1:2–17

3:23–38

Kuberekwa kwaJohane Mubapatidzi

1:5–25, 57–58

Kuberekwa kwaJesu

2:1–15

2:6–7

1 Ni. 11:18–20; 2 Ni. 17:14; Mosaya 3:5–8; Aru. 7:10; Hir. 14:5–12; 3 Ni. 1:4–22

Huporofita zvaAna naSimeoni

2:25–39

Kushanya kuTemberi (Paseka)

2:41–50

Kutanga kwemharidzo yaJohane

3:1, 5–6

1:4

3:1–3

1:6–14

Kubhabhatidzwa kwaJesu

3:13–17

1:9–11

3:21–22

1:32–34

1 Ni. 10:7–10; 2 Ni. 31:4–21

Miyedzo yaJesu

4:1–11

4:1–13

Uchapupu hwaJohane Mubapatidzi

1:15–36

D&Z 93:6–18, 26

Mabiko emuchato kuKana (chishamiso chekutanga chaJesu)

2:1–11

Kucheneswa kweTemberi kwekutanga

2:14–17

Kusangana naNikodimo

3:1–10

Mudzimai wechiSamaria patsime

4:1–42

Jesu anorambwa paNazareta

4:13–16

4:16–30

Vabvuvi vehove vanodaidzwa kuva vabvuvi vevanhu

4:18–22

1:16–20

Kuzadzwa kwemambure ehove kunoshamisa

5:1–11

Kumutswa kwemwanasikana waJairosi

9:18–19, 23–26

5:21–24, 35–43

8:41–42, 49–56

Kurapwa kwemukadzi waibuda ropa

9:20–22

5:25–34

8:43–48

Kudaidzwa kwevaneGumi neVaviri

10:1–42

3:13–19; 6:7–13

6:12–16; 9:1–2; 12:2–12, 49–53

1 Ni. 13:24–26, 39–41; D&Z 95:4

Kumutswa kwemwanakomana weshirikadzi

7:11–15

Kuzodzwa kwetsoka dzaKristu

7:36–50

12:2–8

Kunyararidzwa kwedutu

4:36–41

8:22–25

Kudaidzwa kweve Makumi Manomwe

10:1

D&Z 107:25, 34, 93–97

Kutandira Mweya yakaipa yaana regioni munguruve

5:1–20

Mharidzo yePagomo

5–7

6:17–49

3 Ni. 12–14

Mifananidzo yaJesu ingano pfupi dzinoenzanisa chinhu chemazuva ose kana chiitiko kuchokwadi. Jesu aiwanzoishandisa kuti adzidzise chokwadi chemweya.

 Mukushi:

13:3–9, 18–23

4:3–9, 14–20

8:4–8, 11–15

 Sawi:

13:24–30, 36–43

D&Z 86:1–7

 Mbeu yemasitadi:

13:31–32

4:30–32

13:18–19

 Mbiriso:

13:33

13:20–21

 Pfuma iri mumunda:

13:44

 Dombo remutengo mukuru:

13:45–46

 Mambure emubvuvi wehove:

13:47–50

 Mwene wemba:

13:51–52

 Hwai dzakarasika:

18:12–14

15:1–7

 Mari yarasika:

15:8–10

 Mwana muparadzi:

15:11–32

 Muranda asina tsitsi:

18:23–35

 MuSamaria akanaka:

10:25–37

 Mutariri akaipa:

16:1–8

 Razaro nemurume akapfuma:

16:14–15, 19–31

 Mutongi akaipa:

18:1–8

 Mufudzi Akanaka:

10:1–21

3 Ni. 15:17–24

 Vashandi vemumunda wemizambiringa:

20:1–16

10:31

 Mapondo:

19:11–27

 Vanakomana Vaviri:

21:28–32

 Murimi ane hutsinye:

21:33–46

12:1–12

20:9–20

 Muchato wemwanakomana wamambo:

22:1–14

14:7–24

 Mhandara gumi:

25:1–13

12:35–36

D&Z 45:56–59

 Zvipo:

25:14–30

 Hwai, mbudzi:

25:31–46

Kupa zvekudya kuzviuru zvishanu

14:16–21

6:33–44

9:11–17

6:5–14

Jesu anofamba pamusoro pemvura

14:22–33

6:45–52

6:16–21

Uchapupu hwaPetro pamusoro paKristu

16:13–16

8:27–29

9:18–20

Petro akavimbiswa makiyi emuumambo

16:19

Mharidzo yeChingwa cheUpenyu

6:22–71

Kurapwa kwemurume bofu musi weSabata

9:1–41

Kupinduka kwomuviri; makiyi ehupirisita asungirirwa

17:1–13

9:2–13

9:28–36

D&Z 63:20–21; 110:11–13

Kuropafadzwa kwevana

19:13–15

10:13–16

18:15–17

Munamato waIshe

6:5–15

11:1–4

Razaro anodzorerwa

11:1–45

Kupinda norukundo

21:6–11

11:7–11

19:35–38

12:12–18

Vachinji vemari vakatandirwa panze petemberi

21:12–16

11:15–19

19:45–48

Chipo cheshirikadzi

12:41–44

21:1–4

Hurukuro pamusoro peKuuya kweChipiri

24:1–51

13:1–37

12:37–48; 17:20–37; 21:5–38

D&Z 45:16–60; JS—Mat. 1:1–55

Kurapwa kwevemaperembudzi gumi

17:12–14

Paseka yaJesu yekupedzisira; sakaramende inoitwa; zvidzidzo kune vaneGumi neVaviri; kugezwa kwetsoka dzevadzidzi

26:14–32

14:10–27

22:1–20

13–17

Kutambudzika kwaJesu muGetsemani

26:36–46

14:32–42

22:40–46

2 Ni. 9:21–22; Mosaya 3:5–12; D&Z 19:1–24

Jesu ndiye munzamviringa

15:1–8

Kutengesa kwaJudasi

26:47–50

14:43–46

22:47–48

18:2–3

Kutongwa pamberi paKayafasi

26:57

14:53

22:54, 66–71

18:24, 28

Kutongwa pamberi paPirato

27:2, 11–14

15:1–5

23:1–6

18:28–38

Kutongwa pamberi paHerode

23:7–10

Jesu anorohwa nokutukwa

27:27–31

15:15–20

19:1–12

Kuroverwa

27:35–44

15:24–33

23:32–43

19:18–22

Hir. 14:20–27; 3 Ni. 8:5–22; 10:9

Kumuka kuvakafa

28:2–8

16:5–8

24:4–8

Kuzvionesa kwaJesu kuvadzidzi

16:14

24:13–32, 36–51

20:19–23

Kuzvionesa kwaJesu kuna Tomasi

20:24–29

Kukwira kudenga

16:19–20

24:50–53