Zvibatsiro Zvekudzidza
Kusununguka


Kusununguka

Simba kana kugona kusarudza zvako pasina kumanikidzwa. Mumweya, munhu uyo anotendeuka uye achiteerera chido chaMwari akasununguka kubva mumajoto echitadzo kuburikidza nerudzikinuro rwaJesu Kristu (Mosaya 5:8).