Zvibatsiro Zvekudzidza
Kuwadzana


Kuwadzana

KuVatendi vaMazuva Ekupedzisira, kuwadzana kunosanganisa kupa ushamwari hunovaraidza, kushandira, kusimudzira, nekusimbisa vamwe.