Zvibatsiro Zvekudzidza
Kubwinya


Kubwinya

Mumagwaro matsvene, kubwinya kazhinji kunoreva chiedza chaMwari nechokwadi. Zvingangoreva kurumbidza kana kukudza uye kune chimwe chinhanho cheupenyu hwokusingaperi kana kubwinya kwaMwari.