Zvibatsiro Zvekudzidza
Murindiri


Murindiri

Kuve munochenjerera kuchengetedza, kurinda. Munhu anogarira achiteerera akamirira akagadzirira. Varindi vatungamiri vanodaidzwa nevamiririri vaIshe kuti vave nemabasa akamiswa kuitira kugara kwakanaka kwevamwe. Avo vanodaidzwa sevatungamiri vane basa rekuvewo varindi kunyika yose.