Zvibatsiro Zvekudzidza
Kutya


Kutya

Kutya kunogona kureva zvinhu zviviri: (1) kutya Mwari, kunzwa kuremekedza nokumutya nokuteerera mirairo yavo; (2) kutya munhu, ngozi dzinopfuura, kurwadza, nekuipa kutya zvinhu zvakadaro nekuzvizeza.

Kutya Mwari

Kutya munhu