Zvibatsiro Zvekudzidza
Hupirisita


Hupirisita

Mvumo nesimba iro Mwari vanopa kumunhu kuti aiite zvinhu zvose muruponeso rwevanhu (D&Z 50:26–27). Nhengo dzechirume dzeChechi vane hupirisita vanorongwa muzvikwata uye vagopihwa mvumo yekuita zvisungo nezvimwe zvekufambisa basa muChechi.