Zvibatsiro Zvekudzidza
Mirairo yaMwari


Mirairo yaMwari

Mitemo nezvinodiwa zvinopiwa naMwari kuvanhu, kune munhu mumwe kana pamwechete. Kuchengetedza mirairo kunounza maropafadzo aIshe kune vanoteerera (D&Z 130:21).