Zvibatsiro Zvekudzidza
Mwoyo Murefu


Mwoyo Murefu

Kushingirira kwakadzikama; kugona kushingirira dambudziko, kutukwa, kana kukuvara pasina kunyunyuta kana kudzorera.