Zvibatsiro Zvekudzidza
Maria, Amai vaJesu


Maria, Amai vaJesu

MuTestamente Itsva, mhandara yakasarudzwa naMwari Baba kuti ive amai veMwanakomana Wavo munyama. Mushure mekuzvarwa kwaJesu, Maria akaita vamwe vana (Marko 6:3).