Zvibatsiro Zvekudzidza
Natsa


Natsa

Kuregererwa kurangirwa chitadzo nokuti hapana mhosva. Munhu anonatswa nenyasha dzeMuponesi kuburikidza norutendo maari. Rutendo urwu rwunoratidzwa nokutendeuka nokuteerera kumirau nezvisungo zvevhangeri. Rudzikinuro rwaJesu Kristu rwunogonesa marudzi evanhu kutendeuka vagonatswa kana kuregererwa kubva mukurangwa kwekuti vangadai zvimwe vakawana.