Gadi Muoni Onawo Magwaro Matsvene—Magwaro matsvene akarasika Muporofita neshamwari inovimbika nemurairi waDavidi muTestamente yaKare (Ⅰ Sam. 22:5; Ⅱ Sam. 24:11–19). Akanyora bhuku remabasa aDavidi, iro rave gwaro dzvene rakarasika (Ⅰ Mak. 29:29).